8 Tambira kure naye;
Usaswedera pedyo nemusuo wemba yake,+
9 Kuti urege kupa vamwe kukudzwa kwako+
Kana kukohwa makore ezvinhu zvinorwadza;+
10 Kuti vanhu vausingazivi varege kudya pfuma yako+
Uye kuti zvinhu zvawakashandira zvirege kuenda kuimba yemutorwa.
11 Ukasadaro, unozogomera panopera upenyu hwako
Panoparara nyama yako nemuviri wako+