Zvirevo 4:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Wana uchenjeri, wana mwoyo unonzwisisa.+ Usakanganwa, uye usatsauka pane zvandinotaura. Zvirevo 13:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Munhu anofamba nevanhu vakachenjera achava akachenjera,+Asi uya anoshamwaridzana nemapenzi zvichamuipira.+
20 Munhu anofamba nevanhu vakachenjera achava akachenjera,+Asi uya anoshamwaridzana nemapenzi zvichamuipira.+