17 Sauro akazoti kuna Dhavhidhi: “Ona ndine mwanasikana wangu mukuru Merabhu.+ Ndichakupa kuti ave mudzimai wako.+ Asi unofanira kuramba uchindishandira uine ushingi, worwa hondo dzaJehovha.”+ Nekuti Sauro akati nechemumwoyo: ‘Ruoko rwangu ngarurege kumurwisa. Ngaaurayiwe neruoko rwevaFiristiya.’+