19 “‘Vachakanda sirivha yavo mumigwagwa, uye goridhe ravo richavasemesa. Sirivha yavo kana goridhe ravo hazvizokwanisi kuvanunura pazuva rekushatirwa kukuru kwaJehovha.+ Havazoguti, uye havazozadzi matumbu avo, nekuti chava chinhu chinoita kuti vakanganise.