RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Esteri 7:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Habhona,+ mumwe wevakuru vemumuzinda wamambo, akabva ati: “Hamani akagadzirawo danda raModhekai,+ uyo akataura zvakaponesa mambo.+ Rakamiswa pamba paHamani, uye rakareba makubhiti 50.”* Mambo akabva ati: “Muturikei pariri.”

  • Zvirevo 21:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Munhu akaipa rudzikinuro rwemunhu akarurama,

      Uye munhu anonyengera achatorwa panzvimbo peakarurama.+

  • Dhanieri 6:23, 24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Mambo akafara kwazvo, uye akarayira kuti Dhanieri abudiswe mugomba racho. Dhanieri akabudiswa mugomba racho asina kana kumbokuvara, nekuti akanga avimba naMwari wake.+

      24 Mambo akabva apa murayiro, uye varume vaya vakanga vapomera Dhanieri vakaunzwa vachibva vakandwa mugomba reshumba ivo nevanakomana vavo nemadzimai avo. Shumba dzacho dzakavagamha vasati vasvika pasi, dzikapwanya-pwanya mapfupa avo ese.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe