Isaya 26:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndinokufungai chaizvo usiku,Chokwadi mweya wangu unoramba uchikutsvagai;+Nekuti kana panyika paine mitongo inobva kwamuri,Vagari vepanyika vanodzidza nezvekururama.+ Mateu 5:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “Vanofara vaya vane nzara nenyota+ yekururama, nekuti vachagutiswa.+
9 Ndinokufungai chaizvo usiku,Chokwadi mweya wangu unoramba uchikutsvagai;+Nekuti kana panyika paine mitongo inobva kwamuri,Vagari vepanyika vanodzidza nezvekururama.+