Ruka 6:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Garai muchipa vamwe, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachakudururirai chiyero chakazara muhomwe yenyu, chakatsindirwa, chikazunguzirwa, uye chichifashukira. Nekuti chiyereso chamunoyerera vamwe nacho, ndicho chavachakuyereraiwo nacho.”
38 Garai muchipa vamwe, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachakudururirai chiyero chakazara muhomwe yenyu, chakatsindirwa, chikazunguzirwa, uye chichifashukira. Nekuti chiyereso chamunoyerera vamwe nacho, ndicho chavachakuyereraiwo nacho.”