-
Esteri 7:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Mambokadzi Esteri akapindura kuti: “Kana mandinzwira nyasha, haiwa mambo, uye kana zvichifadza mambo, ndiri kuteterera kuti ndirege kuurayiwa,* uye ndiri kukumbira kuti vanhu vangu+ vasaparadzwa. 4 Nekuti tatengeswa,+ ini nevanhu vangu, kuti titsakatiswe, tiurayiwe uye tiparadzwe.+ Kudai tanga tangotengeswa kuti tive hedu varandarume nevarandakadzi, ndingadai ndaramba ndakanyarara. Asi dambudziko racho harina kunaka nekuti richakuvadza mambo.”
-
-
Zvirevo 14:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Kutaura kwekuzvikudza kwebenzi kwakafanana neshamhu iri mumuromo maro,
Asi miromo yevakachenjera ichavadzivirira.
-