Zvirevo 16:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mashoko anofadza akaita sezinga reuchi,Anotapira kumweya* uye anoporesa mapfupa.+ Isaya 50:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Changamire Ishe Jehovha akandipa rurimi rwevaya vakadzidziswa,*+Kuti ndizive mapinduriro* andinofanira kuita munhu akaneta neshoko rakakodzera.*+ Anondimutsa mangwanani ega ega;Anomutsa nzeve yangu kuti inzwe sezvinoita vaya vakadzidziswa.+
4 Changamire Ishe Jehovha akandipa rurimi rwevaya vakadzidziswa,*+Kuti ndizive mapinduriro* andinofanira kuita munhu akaneta neshoko rakakodzera.*+ Anondimutsa mangwanani ega ega;Anomutsa nzeve yangu kuti inzwe sezvinoita vaya vakadzidziswa.+