VaHebheru 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Munofanira kutsungirira nekuti munenge muchiratidza kuti muri kubvuma kurangwa.* Mwari ari kukubatai sevanakomana vake.+ Nekuti ndeupi mwanakomana asingarayirwi nababa vake?+ VaHebheru 12:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Uyezve vanababa vedu venyama vaitirangawo,* uye taivaremekedza. Saka hatifaniri here kutowedzera kuzviisa pasi paBaba veupenyu hwedu hwemweya, torarama?+
7 Munofanira kutsungirira nekuti munenge muchiratidza kuti muri kubvuma kurangwa.* Mwari ari kukubatai sevanakomana vake.+ Nekuti ndeupi mwanakomana asingarayirwi nababa vake?+
9 Uyezve vanababa vedu venyama vaitirangawo,* uye taivaremekedza. Saka hatifaniri here kutowedzera kuzviisa pasi paBaba veupenyu hwedu hwemweya, torarama?+