Vatongi 8:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Pashure paizvozvo varume vaEfremu vakati kwaari: “Chii chawatiitira ichi? Wakaregerei kutishevedza pawakaenda kunorwa nevaMidhiyani?”+ Uye vakamupopotera nehasha.+
8 Pashure paizvozvo varume vaEfremu vakati kwaari: “Chii chawatiitira ichi? Wakaregerei kutishevedza pawakaenda kunorwa nevaMidhiyani?”+ Uye vakamupopotera nehasha.+