Pisarema 19:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Mirayiro inobva kuna Jehovha yakarurama, inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro waJehovha wakachena, unoita kuti maziso apenye.+ Pisarema 19:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Mushumiri wenyu anoyambirwa nayo;+Kuichengeta kunounza mubayiro mukuru.+ Zvirevo 13:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Munhu wese anoramba kurayirwa* anova murombo uye anonyadziswa,Asi uya anobvuma kururamiswa* achakudzwa.+
8 Mirayiro inobva kuna Jehovha yakarurama, inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro waJehovha wakachena, unoita kuti maziso apenye.+
18 Munhu wese anoramba kurayirwa* anova murombo uye anonyadziswa,Asi uya anobvuma kururamiswa* achakudzwa.+