-
Revhitiko 26:21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
21 “‘Asi kana mukaramba muchipikisana neni, muchiramba kunditeerera, ndichakurovai zvakapetwa kanomwe, maererano nezvivi zvenyu.
-
-
Zvirevo 1:32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
32 Nekuti kutsauka kwevasina ruzivo kuchavauraya,
Uye kushayiwa hanya kwemapenzi kuchaaparadza.
-