Zvirevo 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Wava kuti: “Chokwadi ndaivenga kurayirwa!* Mwoyo wangu waizvidza kutsiurwa! Zvirevo 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Iye zvino ndasara padiki diki kuti ndiparare zvachosePakati peungano yese.”*+ VaHebheru 12:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Ivai nechokwadi chekuti hamurambi kuteerera uya ari kutaura. Nekuti kana vaya vakaramba kuteerera uya aivaudza yambiro yaMwari panyika vasina kupukunyuka, imi mungapukunyuka here kana mukasateerera uya anotaura kubva kudenga?+
25 Ivai nechokwadi chekuti hamurambi kuteerera uya ari kutaura. Nekuti kana vaya vakaramba kuteerera uya aivaudza yambiro yaMwari panyika vasina kupukunyuka, imi mungapukunyuka here kana mukasateerera uya anotaura kubva kudenga?+