Pisarema 37:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvishoma zvemunhu akarurama zviri naniPane zvakawanda zvevakaipa vazhinji.+ Jeremiya 17:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Sechikwari chinounganidza zvachisina kukandira,Ndizvo zvakaita munhu anowana pfuma achibiridzira.*+ Pfuma yacho ichamusiya pakati peupenyu hwake,Uye upenzi hwake huchabuda pachena.”
11 Sechikwari chinounganidza zvachisina kukandira,Ndizvo zvakaita munhu anowana pfuma achibiridzira.*+ Pfuma yacho ichamusiya pakati peupenyu hwake,Uye upenzi hwake huchabuda pachena.”