Zvirevo 22:17, 18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Rereka nzeve yako uteerere mashoko evakachenjera,+Kuti mwoyo wako uzive nezvangu,+18 Nekuti zvinofadza kuti uachengete mukatikati mako,+Kuti ese azogara ari pamiromo yako.+ Mateu 12:35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Munhu akanaka anobudisa zvinhu zvakanaka papfuma yake yakanaka, asi munhu akaipa anobudisa zvinhu zvakaipa papfuma yake yakaipa.+
17 Rereka nzeve yako uteerere mashoko evakachenjera,+Kuti mwoyo wako uzive nezvangu,+18 Nekuti zvinofadza kuti uachengete mukatikati mako,+Kuti ese azogara ari pamiromo yako.+
35 Munhu akanaka anobudisa zvinhu zvakanaka papfuma yake yakanaka, asi munhu akaipa anobudisa zvinhu zvakaipa papfuma yake yakaipa.+