Eksodho 23:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Siyana nekupomera zvenhema,* uye usauraya asina mhosva uye akarurama, nekuti handizoti munhu akaipa akarurama.*+ 1 Madzimambo 21:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Varume vaviri vasingabatsiri vakabva vapinda vakagara pamberi pake vakatanga kupomera Nabhoti pamberi pevanhu vachiti: “Nabhoti atuka Mwari namambo!”+ Pashure paizvozvo vakaenda naye kunze kweguta, vakamutema nematombo kusvikira afa.+ Isaya 5:22, 23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Vane nhamo vaya vane simba pakunwa wainiNevarume shasha pakuvhenganisa doro,+23 Vaya vanoti munhu akaipa haana mhosva nekuda kwechiokomuhomwe+Uye vasingatongeri munhu akarurama zvakanaka!+
7 “Siyana nekupomera zvenhema,* uye usauraya asina mhosva uye akarurama, nekuti handizoti munhu akaipa akarurama.*+
13 Varume vaviri vasingabatsiri vakabva vapinda vakagara pamberi pake vakatanga kupomera Nabhoti pamberi pevanhu vachiti: “Nabhoti atuka Mwari namambo!”+ Pashure paizvozvo vakaenda naye kunze kweguta, vakamutema nematombo kusvikira afa.+
22 Vane nhamo vaya vane simba pakunwa wainiNevarume shasha pakuvhenganisa doro,+23 Vaya vanoti munhu akaipa haana mhosva nekuda kwechiokomuhomwe+Uye vasingatongeri munhu akarurama zvakanaka!+