Jobho 1:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 ndokuti: “Ndakabuda mudumbu raamai vangu ndisina kupfeka,Uye ndichadzokera ndisina kupfeka.+ Jehovha akapa,+ uye Jehovha atora. Zita raJehovha ngarirambe richirumbidzwa.” 2 VaKorinde 4:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka hatidzokeri shure,* asi kunyange munhu watiri nechekunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechemukati ari kuitwa mutsva zuva nezuva. 2 VaKorinde 12:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Saka ndinofara mukusava nesimba, mukutukwa, mukushayiwa, mukutambudzwa uye mukuomerwa nezvinhu, nekuda kwaKristu. Nekuti pandinenge ndisina simba, ndipo pandiine simba.+
21 ndokuti: “Ndakabuda mudumbu raamai vangu ndisina kupfeka,Uye ndichadzokera ndisina kupfeka.+ Jehovha akapa,+ uye Jehovha atora. Zita raJehovha ngarirambe richirumbidzwa.”
16 Saka hatidzokeri shure,* asi kunyange munhu watiri nechekunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechemukati ari kuitwa mutsva zuva nezuva.
10 Saka ndinofara mukusava nesimba, mukutukwa, mukushayiwa, mukutambudzwa uye mukuomerwa nezvinhu, nekuda kwaKristu. Nekuti pandinenge ndisina simba, ndipo pandiine simba.+