Zvirevo 14:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Munhu anononoka kutsamwa ane ungwaru kwazvo,+Asi asina mwoyo murefu anoratidza upenzi hwake.+ 2 Timoti 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Uyezve ramba nharo dzisina basa uye dzisina musoro,+ nekuti dzinokonzera kukakavadzana.