1 Madzimambo 3:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Saka vaIsraeri vese vakanzwa matongero akanga aitwa namambo, uye vakaremekedza* mambo chaizvo,+ nekuti vakaona kuti Mwari akanga amupa uchenjeri hwekuti atonge zvakarurama.+ Pisarema 72:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 72 Haiwa Mwari, ipai mambo mitongo yenyu,Uye ipai mwanakomana wamambo kururama kwenyu.+ Pisarema 72:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Iye ngaadzivirire* vakaderera vari pakati pevanhu,Ngaaponese vanakomana vemurombo,Uye ngaapwanye anobiridzira.+ Zvirevo 16:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Maitiro akaipa anosemesa madzimambo,+Nekuti chigaro cheumambo chinomiswa zvakasimba nekururama.+
28 Saka vaIsraeri vese vakanzwa matongero akanga aitwa namambo, uye vakaremekedza* mambo chaizvo,+ nekuti vakaona kuti Mwari akanga amupa uchenjeri hwekuti atonge zvakarurama.+
4 Iye ngaadzivirire* vakaderera vari pakati pevanhu,Ngaaponese vanakomana vemurombo,Uye ngaapwanye anobiridzira.+