Pisarema 37:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 Cherechedza munhu asina chaanopomerwa,*Uye ramba wakatarisa munhu akarurama,+Nekuti ramangwana remunhu iyeye rine rugare.+ Zvirevo 16:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Mugwagwa mukuru wevakarurama unonyenyeredza zvakaipa. Munhu wese anochengetedza nzira yake anochengetedza upenyu hwake.*+ 1 Petro 1:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Zvino zvamakazvichenesa* kuburikidza nekuteerera kwenyu chokwadi, zvikaita kuti mude hama dzenyu zvisina unyengeri,+ dananai kwazvo zvichibva pamwoyo.+
37 Cherechedza munhu asina chaanopomerwa,*Uye ramba wakatarisa munhu akarurama,+Nekuti ramangwana remunhu iyeye rine rugare.+
17 Mugwagwa mukuru wevakarurama unonyenyeredza zvakaipa. Munhu wese anochengetedza nzira yake anochengetedza upenyu hwake.*+
22 Zvino zvamakazvichenesa* kuburikidza nekuteerera kwenyu chokwadi, zvikaita kuti mude hama dzenyu zvisina unyengeri,+ dananai kwazvo zvichibva pamwoyo.+