Zvirevo 17:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Zviri nani kutemura chingwa* paine runyararo,*+Pane kuva neimba iri kuitwa mabiko* vanhu vachipopotedzana.+ Zvirevo 21:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Zviri nani kugara murenjePane kugara nemukadzi anogara achipopota* uye asingatani kugumbuka.+ Zvirevo 25:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Zviri nani kugara pakona yedenga rembaPane kugara mumba mumwe chete nemukadzi anogara achipopota.*+ Zvirevo 27:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mukadzi anogara achipopota* akafanana nedenga remba rinodonha kana kuchinaya.+
17 Zviri nani kutemura chingwa* paine runyararo,*+Pane kuva neimba iri kuitwa mabiko* vanhu vachipopotedzana.+
24 Zviri nani kugara pakona yedenga rembaPane kugara mumba mumwe chete nemukadzi anogara achipopota.*+