Zvirevo 9:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ipa ruzivo kumunhu akachenjera, uye achawedzera kuchenjera.+ Dzidzisa munhu akarurama, uye achawedzera kudzidza. Zvirevo 19:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Rova museki,+ kuti asina ruzivo ave nenjere,+Uye tsiura anonzwisisa, kuti awedzere ruzivo.+
9 Ipa ruzivo kumunhu akachenjera, uye achawedzera kuchenjera.+ Dzidzisa munhu akarurama, uye achawedzera kudzidza.