Zvirevo 15:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mumba memunhu akarurama makazara nepfuma,Asi zvibereko zvemunhu akaipa zvinomuunzira dambudziko.+ Muparidzi 5:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Uyewo, Mwari wechokwadi paanopa munhu pfuma nezvinhu zvekurarama nazvo,+ oita kuti akwanise kunakidzwa nazvo, munhu iyeye anofanira kutora mubayiro* wake uye anofanira kufadzwa nekushanda kwake nesimba. Ichi chipo chaMwari.+
19 Uyewo, Mwari wechokwadi paanopa munhu pfuma nezvinhu zvekurarama nazvo,+ oita kuti akwanise kunakidzwa nazvo, munhu iyeye anofanira kutora mubayiro* wake uye anofanira kufadzwa nekushanda kwake nesimba. Ichi chipo chaMwari.+