Eksodho 23:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “Usatonga zvisizvo mhosva yemurombo ari pakati penyu kana aunza nyaya yake kudare.+ Amosi 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti ndinoziva kuti makapanduka kanganiUye kuti zvivi zvenyu zvakakura sei.Munoshungurudza munhu akarurama,Munotora chiokomuhomwe,*Uye hamuremekedzi kodzero dzemurombo pagedhi reguta.+
12 Nekuti ndinoziva kuti makapanduka kanganiUye kuti zvivi zvenyu zvakakura sei.Munoshungurudza munhu akarurama,Munotora chiokomuhomwe,*Uye hamuremekedzi kodzero dzemurombo pagedhi reguta.+