1 Samueri 24:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Jehovha ngaatonge pakati pangu nemi,+ uye Jehovha ngaakutsivei achiitira ini,+ asi ruoko rwangu harusi kuzokurwisai.+ Pisarema 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Nekuti vanotambudzika vakadzvinyirirwa,Nekuti varombo vari kugomera,+Ndichasimuka kuti ndiite chimwe chinhu,” anodaro Jehovha. “Ndichavanunura pavanhu vanovashora.”*
12 Jehovha ngaatonge pakati pangu nemi,+ uye Jehovha ngaakutsivei achiitira ini,+ asi ruoko rwangu harusi kuzokurwisai.+
5 “Nekuti vanotambudzika vakadzvinyirirwa,Nekuti varombo vari kugomera,+Ndichasimuka kuti ndiite chimwe chinhu,” anodaro Jehovha. “Ndichavanunura pavanhu vanovashora.”*