21 Mambo weIsraeri paakavaona, akati kuna Erisha: “Baba vangu, ndivauraye here, ndivauraye here?” 22 Asi iye akati: “Usavauraya. Unouraya vanhu vawatapa nebakatwa rako neuta hwako here? Vape chingwa nemvura kuti vadye nekunwa,+ vodzokera kunashe wavo.”