1 Samueri 20:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Sauro akabva akanda pfumo kwaari kuti amuuraye,+ saka Jonatani akaziva kuti baba vake vakanga vasarudza kuuraya Dhavhidhi.+ Zvirevo 16:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Munhu anononoka kutsamwa+ anopfuura murume ane simba,Uye uya anodzora hasha dzake* anopfuura munhu anokunda guta.+ Zvirevo 22:24, 25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Usashamwaridzana nemunhu asingatani kutsamwaKana kufambidzana nemunhu anokurumidza kushatirwa,25 Kuti usafa wakadzidza nzira dzakeWozviteyera* musungo.+ Zvirevo 29:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Benzi rinobudisa hasha dzaro dzese,+Asi munhu akachenjera anoramba akadzikama achidzidzora.+
33 Sauro akabva akanda pfumo kwaari kuti amuuraye,+ saka Jonatani akaziva kuti baba vake vakanga vasarudza kuuraya Dhavhidhi.+
32 Munhu anononoka kutsamwa+ anopfuura murume ane simba,Uye uya anodzora hasha dzake* anopfuura munhu anokunda guta.+
24 Usashamwaridzana nemunhu asingatani kutsamwaKana kufambidzana nemunhu anokurumidza kushatirwa,25 Kuti usafa wakadzidza nzira dzakeWozviteyera* musungo.+