2 Petro 2:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Zvakaitika kwavari zvinozadzisa chirevo chechokwadi chinoti: “Imbwa yadzokera kumarutsi ayo, uye nguruve yakanga yashambidzwa yadzokera kunoumburuka mumatope.”+
22 Zvakaitika kwavari zvinozadzisa chirevo chechokwadi chinoti: “Imbwa yadzokera kumarutsi ayo, uye nguruve yakanga yashambidzwa yadzokera kunoumburuka mumatope.”+