Zvirevo 3:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Usapopotedzana nemunhu pasina chikonzero,+Kana pasina chakaipa chaakuitira.+ Zvirevo 16:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Munhu anodenha* anoita kuti pave nekukakavadzana,+Uye munhu anotaura mashoko anosvibisa zita remumwe anoparadzanisa shamwari dzepedyo.+ Zvirevo 17:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Kutanga nharo kwakaita sekuvhurira mapopoma;*Ibva kupopotedzana kusati kwatanga.+
28 Munhu anodenha* anoita kuti pave nekukakavadzana,+Uye munhu anotaura mashoko anosvibisa zita remumwe anoparadzanisa shamwari dzepedyo.+