-
1 Madzimambo 16:8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Mugore rechi26 raMambo Asa weJudha, Eraa mwanakomana waBhaasha akava mambo weIsraeri muTiza, uye akatonga kwemakore maviri.
-
-
1 Madzimambo 16:22Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
22 Asi vanhu vaitevera Omri vakakunda vanhu vaitevera Tibni mwanakomana waGinati. Saka Tibni akafa, Omri akava mambo.
-