14 Tarisai munhu ane pamuviri pezvakaipa;
Anobata pamuviri pematambudziko uye anozvara nhema.+
15 Anofukunura gomba, orichera kuti ridzike,
Asi anowira mugomba racho raakachera.+
16 Matambudziko aanokonzera achadzoka pamusoro pake;+
Zvinhu zvemhirizhonga zvaanoita zvichawira panhongonya yake.