RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 3:11-13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Mwari akabva ati kwaari: “Nekuti wakumbira izvi, uye hauna kukumbira kuti uve neupenyu hwakareba* kana pfuma kana kufa kwevavengi* vako, asi wakumbira kunzwisisa pakutonga mhosva,+ 12 ndichaita zvawakumbira.+ Ndichakupa mwoyo wakachenjera uye unonzwisisa,+ zvekuti hapazombovi nemumwe munhu akaita sewe sezvapasina kumbobvira pava nemumwe akaita sewe.+ 13 Ndichakupawo zvausina kukumbira, ndichakupa+ pfuma nekukudzwa,+ zvekuti hakuzovi nemumwe mambo akaita sewe paunenge uchiri kurarama.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe