RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Esteri 3:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Tsamba dzacho dzakatumirwa nenhume kumatunhu ese amambo, dzichirayira kuti vatsakatise, vauraye, uye vaparadze vaJudha vese, vakuru nevadiki, vakadzi nevana, pazuva rimwe chete, pazuva rechi13 remwedzi wechi12, kureva mwedzi waAdhari,+ uye kuti vavatorere zvinhu zvavo.+

  • Esteri 3:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Nhume dzacho dzakaenda nekukurumidza+ dzarayirwa namambo; mutemo wacho ukadzikwa munhare* inonzi* Shushani.*+ Mambo naHamani vakabva vagara pasi kuti vanwe, asi guta reShushani* rakanga ravhiringidzika.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe