-
Mabasa 19:35Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
35 Munyori wezvaiitika muguta paakazonyararidza vanhu, akati: “Vanhu veEfeso, pavanhu vese ndiani asingazivi kuti guta revaEfeso ndiro rinochengeta temberi yaAtemisi mukuru nemufananidzo wakadonha uchibva kudenga?
-