Zvirevo 19:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Munhu anochengeta mirayiro anochengeta upenyu hwake;*+Munhu asina basa nenzira dzake achafa.+ Johani 13:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Kana muchiziva zvinhu izvi, munofara kana muchizviita.+ Jakobho 1:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi munhu anonyatsotarisa mumutemo wakakwana werusununguko,+ asingausiyi, achafara pane zvaanoita; haana kuva munzwi anokanganwa, asi aita zvaanzwa.+
25 Asi munhu anonyatsotarisa mumutemo wakakwana werusununguko,+ asingausiyi, achafara pane zvaanoita; haana kuva munzwi anokanganwa, asi aita zvaanzwa.+