Johani 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Zvakare, hapana munhu akakwira kudenga+ kunze kweuya akaburuka achibva kudenga,+ iye Mwanakomana wemunhu.
13 Zvakare, hapana munhu akakwira kudenga+ kunze kweuya akaburuka achibva kudenga,+ iye Mwanakomana wemunhu.