Pisarema 104:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Newaini inoita kuti mwoyo wemunhu ufare,+Mafuta anopenyesa chiso,Nechingwa chinosimbisa mwoyo wemunhu.+ Mateu 27:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe;+ asi paakairavira, akaramba kuinwa.
15 Newaini inoita kuti mwoyo wemunhu ufare,+Mafuta anopenyesa chiso,Nechingwa chinosimbisa mwoyo wemunhu.+