Mateu 6:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 “Hapana munhu anogona kushandira vanatenzi vaviri; nekuti anogona kuvenga mumwe oda mumwe wacho,+ kana kuti acharamba achida mumwe ozvidza mumwe wacho. Hamungagoni kushandira Mwari pamwe chete nePfuma.+ Ruka 12:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Akabva ati kwavari: “Rambai makasvinura, muchenjerere marudzi ese emakaro,*+ nekuti kunyange kana munhu aine zvizhinji, upenyu hwake hahubvi pazvinhu zvaainazvo.”+ 1 Timoti 6:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti kuda mari ndiwo mudzi wezvinhu zvese zvakaipa, uye vachivavarira kuzadzisa chido ichocho, vamwe vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya pese pese nemarwadzo akawanda.+
24 “Hapana munhu anogona kushandira vanatenzi vaviri; nekuti anogona kuvenga mumwe oda mumwe wacho,+ kana kuti acharamba achida mumwe ozvidza mumwe wacho. Hamungagoni kushandira Mwari pamwe chete nePfuma.+
15 Akabva ati kwavari: “Rambai makasvinura, muchenjerere marudzi ese emakaro,*+ nekuti kunyange kana munhu aine zvizhinji, upenyu hwake hahubvi pazvinhu zvaainazvo.”+
10 Nekuti kuda mari ndiwo mudzi wezvinhu zvese zvakaipa, uye vachivavarira kuzadzisa chido ichocho, vamwe vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya pese pese nemarwadzo akawanda.+