Mateu 16:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Ko zvinobatsirei kuti munhu awane nyika yese orasikirwa neupenyu hwake?*+ Munhu angapa chii kuti arege kurasikirwa neupenyu hwake?*+ Johani 6:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Musashandira zvekudya zvinoparara, asi shandirai zvekudya zvinoramba zviripo kweupenyu husingaperi,+ zvamuchapiwa neMwanakomana wemunhu; nekuti Baba, iye Mwari pachake, vakaisa paari chisimbiso chavo chekuratidza kufadzwa kwavo naye.”+
26 Ko zvinobatsirei kuti munhu awane nyika yese orasikirwa neupenyu hwake?*+ Munhu angapa chii kuti arege kurasikirwa neupenyu hwake?*+
27 Musashandira zvekudya zvinoparara, asi shandirai zvekudya zvinoramba zviripo kweupenyu husingaperi,+ zvamuchapiwa neMwanakomana wemunhu; nekuti Baba, iye Mwari pachake, vakaisa paari chisimbiso chavo chekuratidza kufadzwa kwavo naye.”+