3 Nekuti nekungonzwirwawo nyasha kwandakaitwa, ndinoudza munhu wese ari pakati penyu kuti arege kufunga nezvake kupfuura zvaanofanira kufunga,+ asi kuti afunge zvinoratidza kuti ane pfungwa dzakanaka, mumwe nemumwe sekupiwa kwaakaitwa chiyero chekutenda naMwari.+