Dheuteronomi 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Imi nemhuri dzenyu munofanira kudyira ikoko pamberi paJehovha Mwari wenyu+ uye mufare pazvese zvamunoita,+ nekuti Jehovha Mwari wenyu akakukomborerai. Pisarema 104:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Newaini inoita kuti mwoyo wemunhu ufare,+Mafuta anopenyesa chiso,Nechingwa chinosimbisa mwoyo wemunhu.+ Muparidzi 2:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Hapana chiri nani pane kuti munhu adye, anwe uye afadzwe nekushanda* kwake nesimba.+ Izviwo ndakaona kuti zvinobva muruoko rwaMwari wechokwadi,+
7 Imi nemhuri dzenyu munofanira kudyira ikoko pamberi paJehovha Mwari wenyu+ uye mufare pazvese zvamunoita,+ nekuti Jehovha Mwari wenyu akakukomborerai.
15 Newaini inoita kuti mwoyo wemunhu ufare,+Mafuta anopenyesa chiso,Nechingwa chinosimbisa mwoyo wemunhu.+
24 Hapana chiri nani pane kuti munhu adye, anwe uye afadzwe nekushanda* kwake nesimba.+ Izviwo ndakaona kuti zvinobva muruoko rwaMwari wechokwadi,+