-
Muparidzi 9:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Ndine zvimwewo zvandakaona pasi pezuva, kuti vanomhanya chaizvo havasi ivo vanowanzokunda panhangemutange, vane simba havasi ivo vanokunda muhondo,+ vakachenjera havasi ivo vanowanzova nezvekudya, vakangwara havasi ivo vanowanzova nepfuma,+ uye vaya vane ruzivo havasi ivo vanowanzobudirira,+ nekuti vese vanosangana nezvinhu zvavasingatarisiri* panguva yavasingafungiri.
-