Zvirevo 13:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Munhu akangwara anoita zvinhu zvinoratidza ruzivo,+Asi benzi rinobudisa upenzi hwaro.+ Zvirevo 18:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Muromo webenzi ndiwo unoriparadza,+Uye miromo yaro musungo waro.*