Muparidzi 8:2, 3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Ndinoti: “Teerera mirayiro yamambo+ nekuti wakaita mhiko pamberi paMwari.+ 3 Usakurumidza kubva pamberi pake.+ Usamira uchitsigira chakaipa;+ nekuti anogona kuita chero zvaanoda,
2 Ndinoti: “Teerera mirayiro yamambo+ nekuti wakaita mhiko pamberi paMwari.+ 3 Usakurumidza kubva pamberi pake.+ Usamira uchitsigira chakaipa;+ nekuti anogona kuita chero zvaanoda,