1 Madzimambo 4:22, 23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Zvekudya zvaSoromoni zvezuva rimwe nerimwe zvaiva makori* 30 efurawa yakatsetseka nemakori 60 efurawa, 23 mombe 10 dzakakodzwa, nemombe 20 dzaifudzwa kumafuro, nemakwai 100, tisingabatanidzi nondo hono, mhara, mhembwe neshiri dzakakodzwa.
22 Zvekudya zvaSoromoni zvezuva rimwe nerimwe zvaiva makori* 30 efurawa yakatsetseka nemakori 60 efurawa, 23 mombe 10 dzakakodzwa, nemombe 20 dzaifudzwa kumafuro, nemakwai 100, tisingabatanidzi nondo hono, mhara, mhembwe neshiri dzakakodzwa.