1 Madzimambo 9:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Munguva iyi, Hiramu akatumira mambo matarenda* 120 egoridhe.+ 1 Madzimambo 9:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Vakaenda kuOfiri+ vakanotora goridhe raisvika matarenda 420 ikoko, vakauya naro kuna Mambo Soromoni. 1 Madzimambo 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Akabva apa mambo matarenda* 120 egoridhe nemafuta ebharisamu+ akawanda chaizvo nematombo anokosha+ akawanda chaizvo. Hakuna kuzombounzwa mafuta ebharisamu akawanda seakapiwa Mambo Soromoni namambokadzi weShebha. 2 Makoronike 1:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mambo akaita kuti sirivha negoridhe zvaiva muJerusarema zviwande sematombo,+ uye akaita kuti matanda emusidhari awande semiti yemitsamvi iri muShefera.+
28 Vakaenda kuOfiri+ vakanotora goridhe raisvika matarenda 420 ikoko, vakauya naro kuna Mambo Soromoni.
10 Akabva apa mambo matarenda* 120 egoridhe nemafuta ebharisamu+ akawanda chaizvo nematombo anokosha+ akawanda chaizvo. Hakuna kuzombounzwa mafuta ebharisamu akawanda seakapiwa Mambo Soromoni namambokadzi weShebha.
15 Mambo akaita kuti sirivha negoridhe zvaiva muJerusarema zviwande sematombo,+ uye akaita kuti matanda emusidhari awande semiti yemitsamvi iri muShefera.+