Genesisi 3:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Uchadya zvekudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nekuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+ Pisarema 146:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Simba rake reupenyu rinobuda, iye odzokera kuvhu;+Zuva iroro chairo pfungwa dzake dzinoparara.+
19 Uchadya zvekudya zveziya rechiso chako kusvikira wadzokera kuvhu, nekuti wakatorwa kwariri.+ Zvauri guruva uchadzokera kuguruva.”+