-
Dheuteronomi 6:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 “Iyi ndiyo mirayiro, nemirau, nemitongo yawakapiwa naJehovha Mwari wako kuti akudzidzise, kuti uichengete paunenge wayambuka uchipinda munyika yauri kufanira kutora, 2 kuti utye Jehovha Mwari wako, wochengeta mirau yake yese nemirayiro yake yandiri kukurayira, iwe nemwanakomana wako nemuzukuru wako,+ mazuva ese eupenyu hwako, kuti urarame kwenguva refu.+
-