RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 14:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Uchenjeri hunoita kuti munhu ane njere anzwisise nzira dzake,

      Asi mapenzi anonyengerwa* neupenzi hwawo.+

  • Zvirevo 17:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Uchenjeri huri pamberi chaipo pemunhu anonzwisisa,

      Asi maziso ebenzi anodzungaira nenyika.+

  • Johani 3:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Kutongwa kuchabva pane izvi: kuti chiedza chakauya munyika,+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza, nekuti mabasa avo akanga akaipa.

  • 1 Johani 2:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Asi munhu anovenga hama yake ari murima uye ari kufamba murima,+ uye haazivi kwaari kuenda+ nekuti rima rapofumadza maziso ake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe